Vatongi 16:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadana Samusoni akati, “Samusoni, vaFiristia vasvika!” Akapepuka pahope dzake akafunga akati, “Ndichabuda sezvandaiita kare uye ndichazvisunungura.” Asi akanga asingazivi kuti Jehovha akanga abva paari.

Vatongi 16

Vatongi 16:18-23