Vatongi 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatungidza mazhenje akaregedza makava akapinda muzviyo zvavaFiristia zvakanga zvimire. Akapisa zviyo zvakanga zvakohwewa nezvakanga zvimire mumunda, pamwe chete neminda yemizambiringa neyemiorivhi.

Vatongi 15

Vatongi 15:1-15