Vatongi 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati aswedera kuRehi, vaFiristia vakauya kwaari vachidanidzira. Mweya waJehovha wakauya paari nesimba. Mabote akanga ari mumaoko ake akaita sorushinda, uye zvisungo zvikadonha mumaoko ake.

Vatongi 15

Vatongi 15:13-20