Vatongi 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake nesimba zvokuti akabvambura shumba napakati namaoko ake kunge anobvambura mbudzana.

Vatongi 14

Vatongi 14:4-15