Vatongi 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

(Vabereki vake vakanga vasingazivi kuti izvi zvakanga zvichibva kuna Jehovha, akanga achitsvaka mukana wokurwa navaFiristia; nokuti nenguva iyo ndivo vakanga vachitonga vaIsraeri.)

Vatongi 14

Vatongi 14:1-12