Vatongi 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samusoni akati kwavari, “Regai ndikutaurirei chirahwe. Kana mukagona kuchidudzira mukati mamazuva manomwe omutambo, ini ndichakupai nguo dzomucheka dzinosvika makumi matatu nehanzu makumi matatu.

Vatongi 14

Vatongi 14:9-19