Vatongi 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Manoa akanyengetera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, ndinokukumbirai, regai munhu waMwari wamakatuma kwatiri adzokezve kuti azotidzidzisa kurera kwatingaita mukomana achazozvarwa.”

Vatongi 13

Vatongi 13:1-17