Vatongi 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mukadzi akaenda kumurume wake akandomuudza akati, “Munhu waMwari asvika kwandiri. Anga achitarisika somutumwa waMwari, anotyisa kwazvo. Handina kumubvunza kuti abva kupi, uye haana kundiudza zita rake.

Vatongi 13

Vatongi 13:4-15