Vatongi 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari uye akati, “Iwe haubereki uye hauna mwana, asi uchava nemimba uye ugova nomwanakomana.

Vatongi 13

Vatongi 13:1-8