Vatongi 13:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukadzi wake akati, “Kana Jehovha anga achida kutiuraya, angadai asina kugamuchira chipiriso chinopiswa uye chipiriso chezviyo kubva mumaoko edu, uye angadai asina kutiratidza zvinhu zvose izvi kana kutiudza izvi zvino.”

Vatongi 13

Vatongi 13:18-25