Vatongi 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuzambiringa, uye kunwa waini ipi zvayo kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa kana kudya chinhu chipi zvacho chisina kuchena. Anofanira kuita zvose zvandakamurayira.”

Vatongi 13

Vatongi 13:9-23