Vatongi 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Manoa akasimuka akatevera mukadzi wake. Akati asvika pamurume uya, akati, “Ndimi here makataura kumukadzi wangu?” Iye akati, “Ndini.”

Vatongi 13

Vatongi 13:7-13