Vatongi 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jefuta akatungamirira vaIsraeri kwamakore matanhatu. Ipapo Jefuta muGireadhi akafa, uye akavigwa muguta riri muGireadhi.

Vatongi 12

Vatongi 12:1-14