Vatongi 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaGireadhi vakatora mazambuko eJorodhani aienda kuEfuremu, uye upi noupi wavakasara veEfuremu aiti akati, “Regai hangu ndiyambukire mhiri,” varume veGireadhi vaimubvunza vachiti, “Uri muEfuremu here?” Kana akapindura achiti, “Kwete,”

Vatongi 12

Vatongi 12:1-6