Vatongi 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ana vanakomana makumi mana uye vazukuru makumi matatu, vaitasva mbongoro makumi manomwe. Iye akatungamirira vaIsraeri kwamakore masere.

Vatongi 12

Vatongi 12:11-15