Vatongi 11:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nditenderei henyu chikumbiro chimwe chete ichi, Ndipei henyu mwedzi miviri kuti ndiende kuzvikomo uye ndinochema pamwe chete neshamwari dzangu, nokuti handichatongowanikwi.”

Vatongi 11

Vatongi 11:34-40