Vatongi 11:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achimuona akabvarura nguo dzake uye akachema achiti, “Haiwa mwanasikana wangu! Wandishungurudza nokuti ndaita mhiko kuna Jehovha yandisingagoni kuputsa.”

Vatongi 11

Vatongi 11:34-40