Vatongi 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro paJefuta. Akayambuka Gireadhi neManase, akapfuura napaMizipa yeGireadhi, uye kubva ipapo akafamba akandorwa navaAmoni.

Vatongi 11

Vatongi 11:27-38