Vatongi 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, Sihoni haana kuvimba navaIsraeri kuti vapfuure nomunyika yake. Akaunganidza vanhu vake vose vakandodzika musasa paJahazi uye vakarwa navaIsraeri.

Vatongi 11

Vatongi 11:13-22