Vatongi 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi waGireadhi akamuberekerawo vanakomana, uye vakati vakura, vakadzinga Jefuta. Vakati, “Iwe hauna nhaka ipi zvayo yauchawana mumhuri yedu, nokuti uri mwanakomana womumwe mukadzi.”

Vatongi 11

Vatongi 11:1-6