Vatongi 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Israeri yakatuma nhume kuna mambo weEdhomu, achiti, ‘Titendereiwo kupfuura nomunyika yenyu,’ asi mambo weEdhomu akaramba kunzwa. Vakatumawo nhume kuna mambo weMoabhu, naiyewo akaramba. Saka vakagara paKadheshi.

Vatongi 11

Vatongi 11:7-27