Vatongi 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kuti vandorwa neJudha Bhenjamini uye neimba yaEfuremu; uye vaIsraeri vakashushikana zvikuru.

Vatongi 10

Vatongi 10:3-16