Vatongi 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ana vanakomana makumi matatu, vaitasva mbongoro makumi matatu. Vaitonga maguta makumi matatu muGireadhi, ayo anodaidzwa nhasi kunzi Havhoti Jairi.

Vatongi 10

Vatongi 10:1-9