Vatongi 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaIsraeri vakati kuna Jehovha, “Takatadza hedu. Tiitirei zvose zvamunoona kuti zvakanaka kwamuri, asi tapota tinunurei henyu nhasi.”

Vatongi 10

Vatongi 10:5-18