Vatongi 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, varume veJudha vakaburuka vakandorwa navaKenani vaigara munyika yezvikomo, kuNegevhi uye nomujinga mezvikomo zvokumavirira.

Vatongi 1

Vatongi 1:6-13