Vatongi 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Adhoni Bhezeki akatiza, asi vakamudzinganisa vakamubata, vakagura zvigunwe zvake zvikuru zvomumaoko nezvigunwe zvake zvikuru zvomumakumbo.

Vatongi 1

Vatongi 1:1-9