Vatongi 1:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vaAmori vakashingirira kuti varambe vari muGomo reHeresi, Aijaroni neShaaribhimi, asi simba reimba yaJosefa rakati richiwanda, naivowo vakamanikidzwa kushanda basa rechibharo.

Vatongi 1

Vatongi 1:25-36