Vatongi 1:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nafutari haana kudzinga avo vaigara muBheti Shemeshi kana muBheti Anati; asi vaNafutari vakagarawo pakati pavaKenani vaigara munyika, uye vaya vaigara muBheti Shemeshi neBheti Anati vakava vashandi vebasa rechibharo.

Vatongi 1

Vatongi 1:32-36