Vatongi 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume veJudha vakaenda navaSimeoni hama dzavo vakandorwisa vaKenani vaigara muZefati, uye vakaparadza guta iri zvachose. Naizvozvo rakatumidzwa kuti Horima.

Vatongi 1

Vatongi 1:15-21