Varoma 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti kufunga kwenyama kunovenga Mwari. Hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari, uye hakugoni kuzviita.

Varoma 8

Varoma 8:2-9