Varoma 8:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko achatiparadzanisa norudo rwaKristu? Kutambudzika here, kana nhamo, kana kutambudzwa, kana nzara, kana kushayiwa zvokupfeka, kana njodzi, kana munondo?

Varoma 8

Varoma 8:30-38