Varoma 8:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwete izvozvo chete, asi nesuwo, vane zvibereko zvokutanga zvoMweya, tinogomera mukati medu tichimirira zvikuru kuitwa kwedu vana, iko kudzikinurwa kwemiviri yedu.

Varoma 8

Varoma 8:18-30