Varoma 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana tiri vana, naizvozvo tiri vadyi venhaka pamwe chete naye kuitira kuti tigozokudzwawo pamwe chete naKristu, kana zvirokwazvo tichitambudzika pamwe chete naye kuitira kuti tigozokudzwawo pamwe chete naye.

Varoma 8

Varoma 8:16-27