Varoma 8:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti hamuna kugamuchira mweya wouranda kuti muitwezve varanda vokutya, asi makagamuchira Mweya wokuitwa vana, uya watinodana naye tichiti, “Abha, Baba.”

Varoma 8

Varoma 8:8-17