Varoma 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa.

Varoma 7

Varoma 7:5-18