Varoma 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti chivi chichitora mukana wachakawaniswa nomutemo, chakandinyengera, uye kubudikidza nomutemo chikandiuraya.

Varoma 7

Varoma 7:2-15