Varoma 6:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino makasunungurwa kubva kuchivi uye mava varanda vaMwari, zvibereko zvamunokohwa zvinoisa kuutsvene, uye kuguma kwazvo ndihwo upenyu husingaperi muna Kristu Jesu Ishe wedu.

Varoma 6

Varoma 6:19-23