Varoma 6:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musapa mitezo yomuviri wenyu kuchivi, kuti ive nhumbi dzokuita zvisakarurama, asi zvipei kuna Mwari, savaya vakabviswa kurufu vachiiswa kuupenyu; uye ipai mitezo yomuviri wenyu kwaari ive nhumbi dzokururama.

Varoma 6

Varoma 6:6-15