Varoma 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino tichatiiko? Toramba tichiita zvivi here kuti nyasha dziwande?

2. Kwete napaduku pose! Takafa kuzvivi; tingararama sei mazviri zvakare?

Varoma 6