Varoma 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

watakawana naye mapindiro, nokutenda, munyasha idzi dzatakamira madziri zvino. Uye tinofara mutariro yokubwinya kwaMwari.

Varoma 5

Varoma 5:1-4