Varoma 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi rufu rwakabata ushe kubva panguva yaAdhamu kusvikira panguva yaMozisi, kunyange pamusoro paavo vasina kutadza nokudarika murayiro, sezvakaitwa naAdhamu, akanga ari mufananidzo wouyo akanga achazouya.

Varoma 5

Varoma 5:6-19