Varoma 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, kuropafadzwa uku ndokwavakadzingiswa chete here? Kana kuti navasina kudzingiswawo? Nokuti tati kuna Abhurahama kutenda kwake kwakanzi kwaari ndiko kururama.

Varoma 4

Varoma 4:5-19