Varoma 4:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana kushayiwa simba mukutenda kwake, paakaona kuti muviri wake wakanga watofa hawo, sezvo akanga ava namakore anenge zana okuzvarwa, uye kuti chizvaro chaSara chakanga chafawo.

Varoma 4

Varoma 4:18-25