Varoma 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tichatiiko? Tinovapfuura here? Kwete napaduku pose! Nokuti tambopa vose mhosva vaJudha navaHedheni yokuva pasi pechivi.

Varoma 3

Varoma 3:5-16