Varoma 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe anogona kuti, “zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chionekwe uye zvichizowedzera kukudzwa kwake, ko, sei ndichizotongwa somutadzi?”

Varoma 3

Varoma 3:6-9