Varoma 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari zvinonyatsoonekwa, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here kana achiisa hasha dzake pamusoro pedu? (Ndiri kutaura namatauriro avanhu).

Varoma 3

Varoma 3:3-8