Varoma 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akamupa iye sechibayiro chokuyananisa kubudikidza nokutenda muropa rake. Akaita izvi kuti aratidze kururamisira kwake, nokuti mukuita mwoyo murefu kwake akaregerera hake zvivi zvakaitwa kare.

Varoma 3

Varoma 3:21-31