Varoma 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kururama uku kunobva kuna Mwari kunouya kubudikidza nokutenda muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda. Hapana musiyano,

Varoma 3

Varoma 3:18-29