Varoma 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nokuda kwoukukutu hwako uye nomwoyo wako usingadi kutendeuka, uri kuzviunganidzira kutsamwa pazuva rokutsamwa kwaMwari, pacharatidzwa kutonga kwake kwakarurama.

Varoma 2

Varoma 2:1-10