Varoma 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyo asina kudzingiswa panyama asi achichengeta murayiro achakutonga iwe, kunyange zvako une murayiro wakanyorwa uye wakadzingiswa, asi uchidarika murayiro.

Varoma 2

Varoma 2:20-29